Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 18:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “ ‘Usasangana nomwanasikana womwanakomana wako kana mwanasikana womwanasikana wako; izvi zvingauyisa kuzvidzwa kwauri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Usafukura mŋanasikana womŋanakomana wako, kana mŋanasikana womŋanasikana wako; nokuti kufukurwa kwaʋo ndiko kwako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Usafukura mwanasikana womwanakomana wako, kana mwanasikana womwanasikana wako; nokuti kufukurwa kwavo ndiko kwako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Usatorane nomuzukuru wako angave mwana womwanakomana wako kana mwana womwanasikana wako kutozvifumura ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Usatorane nomuzukuru wako angave mwana womwanakomana wako kana mwana womwanasikana wako kutozvifumura ikoko.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 18:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy