Mupiro 17:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 uye agorega kuuya nacho kumusuo weTende Rokusangana kuzochipa kuna Jehovha, munhu iyeye anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 asiŋgaʋuyi naco kumukoʋa wetente rokusoŋgana, kuti aciɓayire Jehova, munhu uyo unofanira kubviswa pakati porudzi rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 asingauyi nacho kumukova wetende rokusangana, kuti achibayire Jehovha, munhu uyo anofanira kubviswa pakati porudzi rwake.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 asingauye nacho kumusuo wetendhe rokusanganira kuzochipira kuna Tenzi munhu iyeyo atochekwa ukama nevokwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 asingauye nacho kumusuo wetendhe rokusanganira kuzochipira kuna Tenzi munhu iyeyo atochekwa ukama nevokwake. Viz kapitola |