Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 17:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Havafanirizve kupa zvibayiro zvavo zvakare kuzvifananidzo zvembudzi izvo zvavanoita ufeve nazvo. Uyu uchava murayiro unogara nokusingaperi kwavari uye nokuzvizvarwa zvichatevera.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Haʋafaniri kuzoɓayira nhoŋgo ɀiɓayiro ɀaʋo, idzo dzaʋaiteʋera pakupata kwaʋo. Uyo unofanira kuʋa murairo usiŋgaperi kwaʋari kuȿikira kumarudzi aʋo ose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Havafaniri kuzobayira nhongo zvibayiro zvavo, idzo dzavaitevera pakupata kwavo. Uyo unofanira kuva murayiro usingaperi kwavari kusvikira kumarudzi avo ose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Saka havafanire kuramba vachipira zvibayiro kuna Mwari zvakaita sembudzi zvavari kuteveredza vachiita senzenza. Murao iwoyu uchagara uripo narini pazvizvarwa zvavo zvose.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Saka havafanire kuramba vachipira zvibayiro kuna Mwari zvakaita sembudzi zvavari kuteveredza vachiita senzenza. Murao iwoyu uchagara uripo narini pazvizvarwa zvavo zvose.’

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 17:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy