Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 17:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Asi kana akarega kusuka nguo dzake akashamba iye, achapiwa mhosva.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Asi kana asiŋgadzisuki, kana kushambidza muʋiri wake, ucafanira kuʋa nemhoȿa yake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Asi kana asingadzisuki, kana kushambidza muviri wake, uchafanira kuva nemhosva yake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Asi kana akarega kudzisuka kana kushamba muviri, ane mhosva.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Asi kana akarega kudzisuka kana kushamba muviri, ane mhosva.”

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 17:16

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy