Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 17:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Naizvozvo ndinoti kuvaIsraeri, “Hapana mumwe wenyu anofanira kudya ropa, uye hapana mutorwa agere pakati penyu anofanira kudya ropa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Naiɀoɀo ndakati kuʋana ʋaIsraeri: Kurege kuʋa nomumŋe wenyu ucadya ropa, kana mutorwa upi noupi ugere pakati penyu, ŋgaarege kudya ropa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Naizvozvo ndakati kuvana vaIsiraeri, ‘Kurege kuva nomumwe wenyu uchadya ropa, kana mutorwa upi noupi ugere pakati penyu, ngaarege kudya ropa.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Ndokusaka ndakataurira vaIsiraeri kuti hapana munhu pakati penyu anofanira kudya ropa kunyange mutorwa agere nemi haafaniri kudya ropa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Ndokusaka ndakataurira vaIsiraeri kuti hapana munhu pakati penyu anofanira kudya ropa kunyange mutorwa agere nemi haafaniri kudya ropa.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 17:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy