Mupiro 17:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nokuti upenyu hwenyama huri muropa uye ndaripa kwamuri kuti rikuyananisirei paaritari; ropa ndiro rinoyananisira upenyu hwomunhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nokuti ʋupenyu bgenyama bguri muropa; ndakakupai iro paartari, kuti riyananisire mŋeya yenyu; nokuti iropa rinoyananisira nokuɗa kwoʋupenyu bguri’mo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti upenyu hwenyama huri muropa; ndakakupai iro paatari, kuti riyananisire mweya yenyu; nokuti iropa rinoyananisira nokuda kwoupenyu hurimo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ndinodaro nokuti muropa rezvipenyu zvose ndimo mune upenyu hwazvo. Ndakaripa kwamuri kuti murishandise paatari kupfupira zvitadzo zvenyu. Ropa ndiro rinoripira zvitadzo pamusana poupenyu huri mariri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ndinodaro nokuti muropa rezvipenyu zvose ndimo mune upenyu hwazvo. Ndakaripa kwamuri kuti murishandise paatari kupfupira zvitadzo zvenyu. Ropa ndiro rinoripira zvitadzo pamusana poupenyu huri mariri. Viz kapitola |