Mupiro 16:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mbudzi iyi ichatakura pairi zvivi zvavo zvose kunzvimbo isina vanhu, uye munhu uyu achairegedzera murenje. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mbudzi iyo inofanira kutakurira ɀakaipa ɀaʋo ɀose kunyika isinaʋanhu; unofanira kuregedza mbudzi iyo murenje. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Mbudzi iyo inofanira kutakurira zvakaipa zvavo zvose kunyika isina vanhu; anofanira kuregedza mbudzi iyo murenje. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mbudzi iyoyo ichatakura uipi hwavo hwose. Munhu uya achandoirasirira kugwenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mbudzi iyoyo ichatakura uipi hwavo hwose. Munhu uya achandoirasirira kugwenga. Viz kapitola |