Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 15:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 “ ‘Kana murume ane zvinoerera akasvipira mumwe munhu akachena, munhu iyeye anofanira kushambidza nguo dzake agoshamba nemvura, uye achava asina kuchena kusvikira manheru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Kana munhu uneɀinoyerera akapfira mumŋe wakanaka mate, iye ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aɀishambidze nemvura, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Kana munhu une zvinoyerera akapfira mumwe wakanaka mate, iye ngaasuke nguo dzake, azvishambidze nemvura, ave usina kunaka kusvikira madeko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Kana munhurume uya ane zviri kubuda maari akapfira mate pamunhu asina kun'ora, apfirwa mate wacho atova munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Kana munhurume uya ane zviri kubuda maari akapfira mate pamunhu asina kun'ora, apfirwa mate wacho atova munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 15:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy