Online Bible

- Reklamy -

Mupiro 15:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Ani naani achagara pachigaro chagarwa nomurume anobuda zvinoerera anofanira kusuka nguo dzake uye agoshamba nemvura, uye achava asina kuchena kusvikira manheru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Munhu unogara pacinhu cakagarwa naiye uneɀinoyerera, ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aɀishambidze nemvura, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Munhu unogara pachinhu chakagarwa naiye une zvinoyerera, ngaasuke nguo dzake, azvishambidze nemvura, ave usina kunaka kusvikira madeko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ani naani anogara pambogarwa nomunhu ane zviri kubuda maari, atova munhu akan'ora. Achaswera zuva rose ari munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Ngaasuke hanzu dzake ashambe muviri wake. Achava munhu akan'ora kusvikira manheru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Ani naani anogara pambogarwa nomunhu ane zviri kubuda maari, atova munhu akan'ora. Achaswera zuva rose ari munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Ngaasuke hanzu dzake ashambe muviri wake. Achava munhu akan'ora kusvikira manheru.

Viz kapitola kopírovat

Mupiro 15:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy