Mupiro 15:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “ ‘Mubhedha upi zvawo unorarwa nomurume anobuda zvinoerera mumuviri wake uchava usina kuchena, uye chose chaachagara pachiri chichava chisina kuchena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nhoʋo imŋe neimŋe yaanoʋata pamsoro payo icaʋa isina‐kunaka; necinhu cimŋe necimŋe caanogara cicaʋa cisina‐kunaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nhoo imwe neimwe yaanovata pamusoro payo ichava isina kunaka; nechinhu chimwe nechimwe chaanogara chichava chisina kunaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Uvato hwose hunovatwa nomunhu anobudisa izvozvo hunon'ora. Chinhu chose chaanogara chinobva chan'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Uvato hwose hunovatwa nomunhu anobudisa izvozvo hunon'ora. Chinhu chose chaanogara chinobva chan'ora. Viz kapitola |