Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 15:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 yomukadzi anenge ari kumwedzi, yomurume kana mukadzi anenge ane zvinoerera, uye neyomurume anovata nomukadzi anenge asina kuchena.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 nounorwara nokuʋa kwake kumŋedzi, nouneɀinoyerera, kana ari murume, kana ari mukadzi, nowounoʋata naiye usina‐kunaka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 nounorwara nokuva kwake kumwedzi, nounezvinoyerera, kana ari murume, kana ari mukadzi, nowounovata naiye usina kunaka.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 ndiwo unosungawo mukadzi ari kurwara panguva yake yokutevera angave munhurume kana munhukadzi anezvinobuda maari nomurumewo anovata nomukadzi akan'ora.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 ndiwo unosungawo mukadzi ari kurwara panguva yake yokutevera angave munhurume kana munhukadzi anezvinobuda maari nomurumewo anovata nomukadzi akan'ora.”

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 15:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy