Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 15:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Kunyange zvikaramba zvichibuda mumuviri wake kana kuti zvikamira zvichamuita kuti ave asina kuchena. Izvi ndizvo zvinoita kuti kuerera uku kumuite kuti ave asina kuchena.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ndiko kusanaka kwokuyerera kwake: Kana muʋiri wake uciɓuɗisa ɀinoyerera, kana muʋiri warega hawo kuɓuɗisa ɀinoyerera, ndiko kusanaka kwokuyerera kwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Ndiko kusanaka kwokuyerera kwake: Kana muviri wake uchibudisa zvinoyerera, kana muviri warega hawo kubudisa zvinoyerera, ndiko kusanaka kwokuyerera kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Uyu ndiwo mutemo pamusoro pokun'ora kunokonzerwa nokuzvirotera: kunyange zvinobuda izvozvo zvichibuda kamwechete kana kuramba zvichibuda, zvose zvinongomun'oresa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Uyu ndiwo mutemo pamusoro pokun'ora kunokonzerwa nokuzvirotera: kunyange zvinobuda izvozvo zvichibuda kamwechete kana kuramba zvichibuda, zvose zvinongomun'oresa.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 15:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy