Mupiro 15:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Pazuva rorusere anofanira kutora njiva mbiri kana hangaiwa mbiri diki agouya nadzo kumuprista pamusuo weTende Rokusangana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Nomusi worusere unofanira kutora njiʋa mbiri, kana twana tuʋiri twenjiʋa, aʋuye nadzo kumuprista, kumukoʋa wetente rokusoŋgana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Nomusi worusere anofanira kutora njiva mbiri, kana twana tuviri twenjiva, auye nadzo kumupristi, kumukova wetende rokusangana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Pazuva rorusere ngaatore njiva mbiri kana hangaiwa mbiri dzichiri duku aende nadzo kumupristi kumusuo wetendhe rokusanganira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Pazuva rorusere ngaatore njiva mbiri kana hangaiwa mbiri dzichiri duku aende nadzo kumupristi kumusuo wetendhe rokusanganira. Viz kapitola |