Mupiro 15:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ani naani achazvibata achava asina kuchena; anofanira kusuka nguo dzake agoshamba nemvura, uye achava asina kuchena kusvikira manheru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Aninani unoɓata ɀinhu iɀo ucaʋa usina‐kunaka, ŋgaasuke ŋguʋo dzake, aɀishambidze nemvura, aʋe usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Ani naani unobata zvinhu izvo uchava usina kunaka, ngaasuke nguo dzake, azvishambidze nemvura, ave usina kunaka kusvikira madeko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Ani naani anobata zvinhu izvozvo anon'ora, achava munhu akan'ora ngaasuke hanzu dzake, ashambe muviri wake nemvura. Achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Ani naani anobata zvinhu izvozvo anon'ora, achava munhu akan'ora ngaasuke hanzu dzake, ashambe muviri wake nemvura. Achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitola |