Mupiro 15:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 “ ‘Kana mukadzi ano kuerera kweropa kwamazuva akawanda panguva isiri yokuva kwake kumwedzi, kana kuti akava nokuerera kunoenderera kupfuura nguva yake yokuva kumwedzi kwake, achava asina kuchena kwenguva yaanobuda ropa sapamazuva ake okuva kumwedzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Kana mukadzi anokuyerera kweropa rake mazuʋa mazhinji paŋguʋa isati iri yokuʋa kwake kumŋedzi, ʋuye kana aneɀinoyerera kuɗarika ŋguʋa yokuʋa kwake kumŋedzi, mazuʋa ose okuyerera kwokusanaka kwake unofanira kuita seɀaanoita pamazuʋa okuʋa kwake kumŋedzi. Waʋa usina‐kunaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 “Kana mukadzi anokuyerera kweropa rake mazuva mazhinji panguva isati iri yokuva kwake kumwedzi, uye kana ane zvinoyerera kudarika nguva yokuva kwake kumwedzi, mazuva ose okuyerera kwokusanaka kwake anofanira kuita sezvaanoita pamazuva okuva kwake kumwedzi. Wava usina kunaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 “Kana akaramba achibuda ropa kwamazuva mazhinji isiri nguva yake yokutevera kana kuramba achibuda ropa nguva yake yokutevera yapfuura, achava munhu akan'ora nguva yose yaanenge achibuda ropa. Akangon'ora sezvaanoita ari panguva yake yokutevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 “Kana akaramba achibuda ropa kwamazuva mazhinji isiri nguva yake yokutevera kana kuramba achibuda ropa nguva yake yokutevera yapfuura, achava munhu akan'ora nguva yose yaanenge achibuda ropa. Akangon'ora sezvaanoita ari panguva yake yokutevera. Viz kapitola |