Mupiro 15:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “ ‘Kana murume akavata naye uye kuerera kwake kwomwedzi kukasangana naye, achava asina kuchena kwamazuva manomwe, kunyange mubhedha waanovata pauri uchava usina kuchena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋuye murume upi noupi kana akaʋata naye aciri pakusanaka kwake, ucaʋa usina‐kunaka mazuʋa manomŋe; nhoʋo dzose dzaanoʋata pamsoro padzo dzicaʋa dzisina‐kunaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Uye murume upi noupi kana akavata naye achiri pakusanaka kwake, uchava usina kunaka mazuva manomwe; nhoo dzose dzaanovata pamusoro padzo dzichava dzisina kunaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kana munhurume akavata nomukadzi iyeyo akatapukirwa nezvinomun'oresa achapedza mazuva manomwe ari munhu akan'ora. Chii zvacho chaanovatawo chinon'orawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Kana munhurume akavata nomukadzi iyeyo akatapukirwa nezvinomun'oresa achapedza mazuva manomwe ari munhu akan'ora. Chii zvacho chaanovatawo chinon'orawo. Viz kapitola |