Mupiro 15:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Kana murume akavata nomukadzi uye akabuda mbeu, vaviri ava vanofanira kushamba nemvura uye vachava vasina kuchena kusvikira manheru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mukadzi ʋo wakaʋata nomurume nembeu, ʋose ʋari ʋaʋiri ʋanofanira kuɀishambidza nemvura, ʋaʋe ʋasina‐kunaka kuȿikira maɗeko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Mukadziwo wakavata nomurume nembeu, vose vari vaviri vanofanira kuzvishambidza nemvura, vave vasina kunaka kusvikira madeko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana murume akarara nomukadzi, akaburitsa mbeu dzomuviri wake vose vari vaviri ngavashambe miviri yavo vachava vanhu vakan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kana murume akarara nomukadzi, akaburitsa mbeu dzomuviri wake vose vari vaviri ngavashambe miviri yavo vachava vanhu vakan'ora kusvikira zuva ridoke. Viz kapitola |