Mupiro 15:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “ ‘Kana mbeu yomurume upi noupi ikabuda kwaari, anofanira kushamba muviri wake wose nemvura, uye achava asina kuchena kusvikira manheru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Kana mbeu yomurume upi noupi ikaɓuɗa kwaari, unofanira kushambidza muʋiri wake wose nemvura, agoʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 “Kana mbeu yomurume upi noupi ikabuda kwaari, anofanira kushambidza muviri wake wose nemvura, agova usina kunaka kusvikira madeko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Kana munhurume akaburitsa mbeu dzomuviri wake, atova munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Ngaasuke hanzu dzake, ashambe muviri wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Kana munhurume akaburitsa mbeu dzomuviri wake, atova munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. Ngaasuke hanzu dzake, ashambe muviri wake. Viz kapitola |