Mupiro 15:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Muprista anofanira kudzibayira, imwe sechipiriso chechivi uye imwe sechipiriso chinopiswa. Nenzira iyi achamuyananisira pamberi paJehovha nokuda kwokuerera kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 ɀino muprista unofanira kudziɓayira, imŋe ciʋe cipiriso ceɀiʋi, imŋe cipiriso cinopiswa; muprista amuyananisire pamberi paJehova pamsoro pokuyerera kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 zvino mupristi anofanira kudzibayira, imwe chive chipiriso chezvivi, imwe chipiriso chinopiswa; mupristi amuyananisire pamberi paJehovha pamusoro pokuyerera kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Mupristi ngaadzipire kuna Tenzi, imwe ive yomupiro wokupfupira zvitadzo, imwe yacho ive yomupiro wokupisa. Naizvozvo mupristi anobva achenura pana Tenzi munhurume uya anenge ane zviri kubuda maari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Mupristi ngaadzipire kuna Tenzi, imwe ive yomupiro wokupfupira zvitadzo, imwe yacho ive yomupiro wokupisa. Naizvozvo mupristi anobva achenura pana Tenzi munhurume uya anenge ane zviri kubuda maari. Viz kapitola |