Mupiro 15:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “ ‘Hari yevhu ichabatwa nomurume iyeye inofanira kuputswa uye mudziyo upi zvawo wakagadzirwa nomuti unofanira kusukwa nemvura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Hari yevu inoɓatwa nomunhu uneɀinoyerera ŋgaiputswe; kana uri mudziyo wamatanda, mumŋe nomumŋe unofanira kusukurudzwa nemvura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Hari yevhu inobatwa nomunhu une zvinoyerera ngaiputswe; kana uri mudziyo wamatanda, mumwe nomumwe anofanira kusukurudzwa nemvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Hari yevhu inenge yabatwa nomunhu ane zviri kubuda maari ngaipwanywe, kana uri upi zvawo mudziyo womuti ngausukwe nemvura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Hari yevhu inenge yabatwa nomunhu ane zviri kubuda maari ngaipwanywe, kana uri upi zvawo mudziyo womuti ngausukwe nemvura. Viz kapitola |