Mupiro 14:53 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 Ipapo anofanira kuregedza shiri mhenyu kuti iende hayo kunze kweguta kusango. Nenzira iyi achayananisira imba uye ichava yakachena.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 asi shiri mhenyu unofanira kuiregedza, kuti iende hayo kunze kweguta kusaŋgo; saiɀoɀo unofanira kuyananisira imba iyo, kuti iʋe yakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200253 asi shiri mhenyu anofanira kuiregedza kuti iende hayo kunze kweguta kusango; saizvozvo anofanira kuyananisira imba iyo, kuti ive yakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Ngaaende kunze kweguta aibhururutse itetereke zvayo nesango. Ndiko kuchenura kwaachaita imba iyoyo, ichibva yava isina kun'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona53 Ngaaende kunze kweguta aibhururutse itetereke zvayo nesango. Ndiko kuchenura kwaachaita imba iyoyo, ichibva yava isina kun'ora. Viz kapitola |