Mupiro 14:47 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Munhu wose achavata kana kuti achadya ari mumba iyoyo anofanira kusuka nguo dzake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Munhu wakaʋata muimba iyo, unofanira kusuka ŋguʋo dzake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Munhu wakavata muimba iyo, anofanira kusuka nguo dzake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Ani naani anorara mumba imomo uye ani naani anodyiramo ngaasuke hanzu dzake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Ani naani anorara mumba imomo uye ani naani anodyiramo ngaasuke hanzu dzake. Viz kapitola |