Mupiro 14:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Pazuva rechinomwe muprista achadzoka kuzoongorora imba. Kana maperembudzi apararira pamadziro, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 ɀino muprista unofanira kudzoka ɀe nezuʋa recinomŋe, kuti acerekedze; kana akaʋona kuti hosha yakapararira pamadziro eimba; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 zvino mupristi anofanira kudzokazve nezuva rechinomwe, kuti acherekedze; kana akaona kuti hosha yakapararira pamadziro eimba; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Pazuva rechinomwe mupristi ngaadzokere kuimba iya kundoiongororazve. Kana akaona chiundudzi chapararira madziro emba iyoyo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Pazuva rechinomwe mupristi ngaadzokere kuimba iya kundoiongororazve. Kana akaona chiundudzi chapararira madziro emba iyoyo, Viz kapitola |