Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 14:34 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 “Kana mapinda munyika yeKenani iyo yandiri kukupai senhaka, ndikaita chirwere chinopararira chamaperembudzi muimba iri munyika iyoyo,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Kana maȿika kunyika yeKanani, iyo yandakupai, kuti iʋe yenyu, kana ndikaisa hosha yamaperembudzi muimba yenyika yenyu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 “Kana masvika kunyika yeKanani, iyo yandakupai, kuti ive yenyu, kana ndikaisa hosha yamaperembudzi muimba yenyika yenyu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 “Kana masvika munyika yeKanani yandiri kukupai kuti ive yenyu, ndikaita kuti imba yomunhu ive nechiundudzi chechirwere munyika yenyu imomo,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 “Kana masvika munyika yeKanani yandiri kukupai kuti ive yenyu, ndikaita kuti imba yomunhu ive nechiundudzi chechirwere munyika yenyu imomo,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 14:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy