Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 14:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 imwe sechipiriso chechivi neimwe sechipiriso chinopiswa pamwe chete nechipiriso chezviyo. Nenzira iyi muprista achayananisira pamberi paJehovha, panzvimbo youya anofanira kucheneswa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 seɀaanogona kuwana, imŋe ciʋe cipiriso ceɀiʋi, imŋe cipiriso cinopiswa, pamŋe cete necipiriso coʋupfu; kuti muprista ayananisire munhu unonatswa pamberi paJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 sezvaanogona kuwana, imwe chive chipiriso chezvivi, imwe chipiriso chinopiswa, pamwechete nechipiriso choupfu; kuti mupristi ayananisire munhu unonatswa pamberi paJehovha.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 imwe ive yomupiro wokupfupira zvitadzo, imwe ive yomupiro wokupisa pamwechete noupfu hwemupiro wembesanwa. Nokudaro mupristi achapira mupiro wokuripira pana Tenzi wokuitira munhu ari kuchenurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 imwe ive yomupiro wokupfupira zvitadzo, imwe ive yomupiro wokupisa pamwechete noupfu hwemupiro wembesanwa. Nokudaro mupristi achapira mupiro wokuripira pana Tenzi wokuitira munhu ari kuchenurwa.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 14:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy