Mupiro 14:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Ipapo achabayira njiva kana hangaiwa diki izvo zvaanogona kuwana, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino unofanira kuɓayira njiʋa imŋe, kana kana kenjiʋa, seɀaanogona kuwana; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Zvino anofanira kubayira njiva imwe, kana kana kenjiva, sezvaanogona kuwana; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mupristi ngaapire njiva kana hangaiwa dzichiri duku, dzaangakwanise kuwana, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Mupristi ngaapire njiva kana hangaiwa dzichiri duku, dzaangakwanise kuwana, Viz kapitola |