Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 14:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Muprista anofanira kuenda kunze kwomusasa agonomuongorora. Kana munhu aporeswa kubva kumaperembudzi,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 ɀino muprista unofanira kuɓuɗa kunze kwemisasa, muprista agocerekedza munhu uyu; kana akaʋona kuti hosha yamaperembudzi yapora hayo kumunhu unamaperembudzi;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 zvino mupristi anofanira kubuda kunze kwemisasa, mupristi ugocherekedza munhu uyu; kana akaona kuti hosha yamaperembudzi yapora hayo kumunhu una maperembudzi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Mupristi ngaaende naye kunze kwematendhe amuongorore kana chirwere chamapere chiya chapora,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Mupristi ngaaende naye kunze kwematendhe amuongorore kana chirwere chamapere chiya chapora,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 14:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy