Mupiro 14:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 njiva mbiri kana hangaiwa mbiri dzaanokwanisa kuuya nadzo, imwe yechipiriso chechivi neimwe yechipiriso chinopiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 nenjiʋa mbiri, notwana tuʋiri twenjiʋa, seɀaanogona kuwana; imŋe ciʋe cipiriso ceɀiʋi, imŋe ciʋe cipiriso cinopiswa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 nenjiva mbiri, notwana tuviri twenjiva, sezvaanogona kuwana; imwe chive chipiriso chezvivi, imwe chive chipiriso chinopiswa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ngaaunzewo njiva mbiri kana man'ana maviri ehangaiwa dzaangakwanise kuwana yomupiro wokupfupira zvitadzo neyomupiro wokupisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Ngaaunzewo njiva mbiri kana man'ana maviri ehangaiwa dzaangakwanise kuwana yomupiro wokupfupira zvitadzo neyomupiro wokupisa. Viz kapitola |