Mupiro 13:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Kana munhu upi zvake ane chirwere chinotapukira, anofanira kuuyiswa kumuprista. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kana hosha yamaperembudzi iri pamunhu, unofanira kuiswa kumuprista; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Kana hosha yamaperembudzi iri pamunhu, anofanira kuiswa kumupristi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Kana munhu aine chirwere chamapere ngaaunzwe kumupristi, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Kana munhu aine chirwere chamapere ngaaunzwe kumupristi, Viz kapitola |