Mupiro 13:59 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi59 Iyi ndiyo mirayiro inoenderana nokuzadzwa namaperembudzi kwechipfeko chewuru kana chomucheka, mucheka wakarukwa kana chinhu chose chedehwe kuti zvigoziviswa kuti zvakachena kana kuti hazvina kuchena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)59 Ndiwo murairo wehosha yamaperembudzi paŋguʋo yamakushe amakwai, kana yomuceka, kana cinhu cipi necipi ceɗebge, kuti cigonzi cakanaka, kana hacina‐kunaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200259 “Ndiwo murayiro wehosha yamaperembudzi panguo yamakushe amakwai, kana yomucheka, kana chinhu chipi nechipi chedehwe, kuti chigonzi chakanaka, kana hachina kunaka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika59 “Uyu ndiwoyu murao wezvechiundudzi chinenge chava pahanzu yakarukwa yewuru kana yerineni, kana pane chii zvacho chakagadzirwa nedehwe kuti pagoonekwa kana chiri chakan'ora kana chisina kun'ora.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona59 “Uyu ndiwoyu murao wezvechiundudzi chinenge chava pahanzu yakarukwa yewuru kana yerineni, kana pane chii zvacho chakagadzirwa nedehwe kuti pagoonekwa kana chiri chakan'ora kana chisina kun'ora.” Viz kapitola |