Mupiro 13:54 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi54 acharayira kuti chinhu chine utachiona chisukwe. Ipapo anofanira kuchigarisa choga kwamamwe mazuva manomwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)54 muprista unofanira kuraira kuti ʋasuke cinhu cinehosha, ɀino acipfigire mamŋe mazuʋa manomŋe ɀe; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200254 mupristi anofanira kuraira kuti vasuke chinhu chine hosha, zvino achipfigire mamwe mazuva manomwezve; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 mupristi ngaati hanzu iyoyo isukwe imboiswa payo yoga kwamamwe mazuva manomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona54 mupristi ngaati hanzu iyoyo isukwe imboiswa payo yoga kwamamwe mazuva manomwe. Viz kapitola |