Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:53 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

53 “Asi kana muprista akachiongorora, maperembudzi asina kupararira muchipfeko kana mucheka wakarukwa, kana chinhu chakagadzirwa nedehwe,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

53 Kana muprista akatarira, akaʋona kuti hosha haina‐kunyeŋga paŋguʋo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pacinhu cipi necipi ceɗebge;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

53 “Kana mupristi akatarira, akaona kuti hosha haina kunyenga panguo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pachinhu chipi nechipi chedehwe;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

53 “Asi kana mupristi akaiongorora akaona kuti chiundudzi chiya hachina kupararira nehanzu iya yakarukwa nerineni kana newuru kana chii zvacho chedehwe

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

53 “Asi kana mupristi akaiongorora akaona kuti chiundudzi chiya hachina kupararira nehanzu iya yakarukwa nerineni kana newuru kana chii zvacho chedehwe

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:53

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy