Mupiro 13:52 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Anofanira kupisa nguo yacho, kana mucheka wakarukwa wewuru kana mucheka weshinda, kana wedehwe une utachiona mauri, nokuti maperembudzi anoparadza, chinhu ichocho chinofanira kupiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Ɀino unofanira kupisa ŋguʋo, kana iri yakarukwa, kana yakakoshwa, kana yamakushe amakwai, kana yomuceka, kana ipi neipi yeɗebge, inehosha iyo; nokuti maperembudzi akaipa kwaɀo; inofanira kupiswa nomŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 Zvino anofanira kupisa nguo, kana iri yakarukwa, kana yakakoswa, kana yamakushe amakwai, kana yomucheka, kana ipi neipi yedehwe, ine hosha iyo; nokuti maperembudzi akaipa kwazvo; inofanira kupiswa nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Mupristi ngaapise hanzu iyoyo yakarukwa yewuru kana yejira nerineni kana chinhu chakagadzirwa nedehwe nokuti chine chiundudzi chakaipisisa kwazvo chinopararira. Ngachipiswe nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona52 Mupristi ngaapise hanzu iyoyo yakarukwa yewuru kana yejira nerineni kana chinhu chakagadzirwa nedehwe nokuti chine chiundudzi chakaipisisa kwazvo chinopararira. Ngachipiswe nomoto. Viz kapitola |