Mupiro 13:51 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Pazuva rechinomwe anofanira kuchiongorora uye kana maperembudzi apararira muchipfeko kana nguo yakarukwa, zvisinei kuti chinoshandiswei, chirwere chinoparadza chamaperembudzi; chinhu ichocho hachina kuchena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 ɀino unofanira kucerekedza hosha nezuʋa recinomŋe; kana hosha yakanyeŋga paŋguʋo, kana iri yakarukwa, kana yakakoshwa, kana yeɗebge, rineɓasa ripi neripi; hosha iyo ndeyamaperembudzi akaipa kwaɀo; haina‐kunaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 zvino anofanira kucherekedza hosha nezuva rechinomwe; kana hosha yakanyenga panguo, kana iri yakarukwa, kana yakakoswa, kana yedehwe, rine basa ripi neripi; hosha iyo ndeyamaperembudzi akaipa kwazvo; haina kunaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Pazuva rechinomwe ngaadzokorore kuongorora chiundudzi chiya. Kana mavara echiundudzi chiya apararira nehanzu yakarukwa nerineni kana newuru kana yedehwe kunyange richishandiswa basa rei zvaro, chiundudzi chendambirira chakan'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona51 Pazuva rechinomwe ngaadzokorore kuongorora chiundudzi chiya. Kana mavara echiundudzi chiya apararira nehanzu yakarukwa nerineni kana newuru kana yedehwe kunyange richishandiswa basa rei zvaro, chiundudzi chendambirira chakan'ora. Viz kapitola |