Mupiro 13:49 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 uye kana utachiona huri muchipfeko kana dehwe kana mucheka wakarukwa kana chinhu chedehwe, chiri choruvara rwezerere kana chakatsvukuruka, chirwere chinopararira chamaperembudzi uye chinofanira kuratidzwa kumuprista. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 kana hosha yakaita senhema, kana tȿuku paŋguʋo, kana paɗebge, kana paneɀakarukwa, kana paneɀakakoshwa, kana pacinhu cipi necipi ceɗebge; ihosha yamaperembudzi inofanira kuratidzwa muprista; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 kana hosha yakaita senhema, kana tsvuku panguo, kana padehwe, kana pane zvakarukwa, kana pane zvakakoswa, kana pachinhu chipi nechipi chedehwe; ihosha yamaperembudzi inofanira kuratidzwa mupristi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 kana mavara acho akasvibira kana kutsvukuruka achioneka pahanzu yakarukwa nerineni kana newuru, kana kutsvukuruka, chiundudzi. Mupristi ngaaratidzwe mavara iwayo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 kana mavara acho akasvibira kana kutsvukuruka achioneka pahanzu yakarukwa nerineni kana newuru, kana kutsvukuruka, chiundudzi. Mupristi ngaaratidzwe mavara iwayo. Viz kapitola |