Mupiro 13:48 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 ungava mucheka wakarukwa kana mucheka wewuru kana wedehwe kana chinhu chakagadzirwa nedehwe, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 kana iri yakarukwa, kana yakakoshwa; kana yomuceka, kana yamakushe amakwai; kana yeɗebge, kana cinhu cakaitwa neɗebge; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 kana iri yakarukwa, kana yakakoswa; kana yamucheka, kana yamakushe amakwai; kana yedehwe, kana chinhu chakaitwa nedehwe; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 kana pajira rakarukwa nerineni kana newuru kana padehwe, kana pachinhu chipi zvacho chakagadzirwa nedehwe, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 kana pajira rakarukwa nerineni kana newuru kana padehwe, kana pachinhu chipi zvacho chakagadzirwa nedehwe, Viz kapitola |