Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:46 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

46 Kana aramba ane chirwere ichocho anongoramba asina kuchena. Anofanira kugara oga; anofanira kugara kunze kwomusasa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Mazuʋa ose aanehosha iyo, ucaʋa usina‐kunaka; haana‐kunaka; ŋgaagare ari oga; pokugara kwake panofanira kuʋa kunze kwemisasa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

46 Mazuva ose aane hosha iyo, uchava usina kunaka; haana kunaka; ngaagare ari oga; pokugara kwake panofanira kuva kunze kwemisasa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Achagara ari munhu akan'ora panguva yose yaanenge aine chirwere ichocho. Munhu akan'ora kwaanogara ngaagare ari oga, kwaanogara kunze kwematendhe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Achagara ari munhu akan'ora panguva yose yaanenge aine chirwere ichocho. Munhu akan'ora kwaanogara ngaagare ari oga, kwaanogara kunze kwematendhe.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:46

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy