Mupiro 13:44 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 murume iyeye arwara uye haana kuchena. Muprista anofanira kuzivisa kuti haana kuchena nokuda kwechironda chiri pamusoro wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 munhu uyo unamaperembudzi, haana‐kunaka; muprista unofanira kureʋa kwaɀo kuti haana‐kunaka; hosha yake iri pamusoro wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 munhu uyo una maperembudzi, haana kunaka; mupristi anofanira kureva kwazvo kuti haana kunaka; hosha yake iri pamusoro wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 munhu iyeyo anenge ava nechirwere chamapere, ava munhu akan'ora. Mupristi ngaanyatsotaura pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chirwere chacho chiri mumusoro wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 munhu iyeyo anenge ava nechirwere chamapere, ava munhu akan'ora. Mupristi ngaanyatsotaura pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chirwere chacho chiri mumusoro wake. Viz kapitola |