Mupiro 13:43 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Muprista anofanira kumuongorora uye kana kuzvimba kuri pamusoro pake kana pamhanza kwakatsvukuruka nokuchena sechirwere chinotapukira cheganda, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ɀino muprista unofanira kumucerekedza; kana akaʋona kuti pakaɀimba pehosha pacena pakaita sapatȿuku pamhazha yake, kana pamhazha yake yapahuma, pakafanana namaperembudzi paganda renyama, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Zvino mupristi anofanira kumucherekedza; kana akaona kuti pakazvimba pehosha pachena pakaita sapatsvuku pamhazha yake, kana pamhazha yake yapahuma, pakafanana namaperembudzi paganda renyama, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Mupristi ngaamuongorore kana akaona pakazvimba paine vara rakatsvukuruka nokuchenuruka pamhanza yake kana pamapfeka zvinenge zvakaita sechirwere chamapere paganda romuviri womunhu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Mupristi ngaamuongorore kana akaona pakazvimba paine vara rakatsvukuruka nokuchenuruka pamhanza yake kana pamapfeka zvinenge zvakaita sechirwere chamapere paganda romuviri womunhu, Viz kapitola |