Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:41 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Kana akabva bvudzi pahuma uye akasara ava nemhanza, akachena.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Kana vudzi rake rakabva pamusoro wake necemberi, unemhazha pahuma, asi wakanaka hake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Kana vhudzi rake rakabva pamusoro wake nechemberi, une mhazha pahuma, asi wakanaka hake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Kana vhudzi romunhu rikapera kudonha nechepahuma kana pamapfeka, munhu iyeyo anongova nemhanza chete, haana kun'ora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Kana vhudzi romunhu rikapera kudonha nechepahuma kana pamapfeka, munhu iyeyo anongova nemhanza chete, haana kun'ora.

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:41

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy