Mupiro 13:40 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 “Kana bvudzi romumwe rikabva akasara asisina bvudzi, ava nemhanza, akachena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Kana vudzi romunhu rakabva pamusoro wake, waʋa nemhazha; asi wakanaka hake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 “Kana vhudzi romunhu rakabva pamusoro wake, wava nemhazha; asi wakanaka hake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 “Kana vhudzi romunhu richipera kudonha mumusoro wake ava nemhanza asi haana kun'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 “Kana vhudzi romunhu richipera kudonha mumusoro wake ava nemhanza asi haana kun'ora. Viz kapitola |