Mupiro 13:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 muprista anofanira kuaongorora uye kana makwapa asina kunyanyochena, tumapundu tusingakuvadzi twabuda paganda, munhu iyeye akachena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 muprista unofanira kuɀicerekedza; kana akaʋona kuti ɀiʋara paganda renyama ɀiri ɀicena, ɀisiŋgabginyi, imhizi dzakaɓuɗa paganda, ʋakanaka haʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 mupristi anofanira kuzvicherekedza; kana akaona kuti zvivara paganda renyama zviri zvichena, zvisingabwinyi, imhezi dzakabuda paganda, vakanaka havo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 mupristi ngaaongorore. Kana mavara iwayo apaganda romuviri wake asina kunyatsochenuruka anongova mavara zvawo anenge anyuka paganda. Munhu iyeyo haana kun'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 mupristi ngaaongorore. Kana mavara iwayo apaganda romuviri wake asina kunyatsochenuruka anongova mavara zvawo anenge anyuka paganda. Munhu iyeyo haana kun'ora. Viz kapitola |