Mupiro 13:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Kana zviri kupararira muganda, muprista achazivisa kuti haana kuchena, zvinotapukira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kana pakanyeŋga pose paganda, muprista unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka; ihosha. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Kana pakanyenga pose paganda, mupristi anofanira kureva kuti haana kunaka; ihosha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Asi kana zvapararira neganda, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chirwere ichocho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Asi kana zvapararira neganda, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chirwere ichocho. Viz kapitola |