Mupiro 13:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Muprista anofanira kumuongorora uye kana zvikaratidza kudzika kudarika paganda uye bvudzi riri pachiri rikapinduka rikava jena, muprista achazivisa kuti haana kuchena, chirwere chinotapukira cheganda chabuda panga pane mota. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ɀino muprista unofanira kucerekedza; kana akaʋona kuti pakadzika pasi peganda, mvere dza’po dzikashanduka dzikaita cena, muprista unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka; ihosha yamaperembudzi yaɓuɗa napamota. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 zvino mupristi anofanira kucherekedza; kana akaona kuti pakadzika pasi peganda, mvere dzapo dzikashanduka dzikaita chena, mupristi anofanira kureva kuti haana kunaka; ihosha yamaperembudzi yabuda napamota. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mupristi ngaaongorore. Kana akaona kuti rakadzika kupfuura ganda mvere dzepo dzachenuruka, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ichocho chirwere chamapere chinenge chanyuka nepamota. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Mupristi ngaaongorore. Kana akaona kuti rakadzika kupfuura ganda mvere dzepo dzachenuruka, mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ichocho chirwere chamapere chinenge chanyuka nepamota. Viz kapitola |