Mupiro 13:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 chirwere cheganda chava nenguva uye muprista achazivisa kuti haana kuchena. Haafaniri kumugarisa ari oga, nokuti atogara asina kuchena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 ndiwo maperembudzi aŋguʋa aʋa’po paganda romuʋiri wake, ɀino muprista ŋgaarege kumupfigira, nokuti haana‐kunaka, ŋgaareʋe kuti haana‐kunaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 ndiwo maperembudzi anguva avapo paganda romuviri wake, zvino mupristi ngaarege kumupfigira, nokuti haana kunaka, ngaareve kuti haana kunaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 chinenge chiri chirwere chamapere chendambirira. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ngaachirega zvake kumuisa pake oga achida kuzomuongorora nokuti atova munhu akan'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 chinenge chiri chirwere chamapere chendambirira. Mupristi ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora. Ngaachirega zvake kumuisa pake oga achida kuzomuongorora nokuti atova munhu akan'ora. Viz kapitola |