Online Bible

- Reklamy -




Mupiro 13:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Muprista anofanira kumuongorora, uye kana pane kuzvimba nokucheneruka paganda, uye zvapindura bvudzi kuti rive jena, uye kana pane nyama yakatsvuka, pakazvimba,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 ɀino muprista unofanira kucerekedza; kana akaʋona kuti panapakaɀimba pacena paganda, mvere dzikashanduka, dzikaita cena, pakaɀimba pakaʋa nenyama yakatȿuka,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 zvino mupristi anofanira kucherekedza; kana akaona kuti panapakazvimba pachena paganda, mvere dzikashanduka, dzikaita chena, pakazvimba pakava nenyama yakatsvuka,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 mupristi aongorore. Kana paganda rake paine pakazvimba pakachenuruka, uyewo mvere dzepo dzakachenuruka paine urwa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 mupristi aongorore. Kana paganda rake paine pakazvimba pakachenuruka, uyewo mvere dzepo dzakachenuruka paine urwa,

Viz kapitola kopírovat




Mupiro 13:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy