Mupiro 12:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Achazvibayira pamberi paJehovha kuti agomuyananisira, achava akacheneswa kubva pakubuda ropa kwake. “ ‘Iyi ndiyo mirayiro yomukadzi anobatsirwa nomwanakomana kana mwanasikana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 agociɓayira pamberi paJehova, kumuyananisira; ɀino wanatswa pakuyerera kweropa rake. Ndiwo murairo kunounopona mŋana womukomana kana womusikana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 agochibayira pamberi paJehovha, kumuyananisira; zvino wanatswa pakuyerera kweropa rake. Ndiwo murayiro kunounopona mwana womukomana kana womusikana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mupristi ngaapire kuna Tenzi mupiro wokupfupira zvitadzo zvomukadzi iyeyo, achabva achenurwa pauzvere hwake. Iwoyu ndiwo mutemo wezvemukadzi anenge asununguka mwana mukomana kana musikana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mupristi ngaapire kuna Tenzi mupiro wokupfupira zvitadzo zvomukadzi iyeyo, achabva achenurwa pauzvere hwake. Iwoyu ndiwo mutemo wezvemukadzi anenge asununguka mwana mukomana kana musikana. Viz kapitola |