Mupiro 12:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Kana akabereka mwanasikana, kwevhiki mbiri mukadzi achava asina kuchena sepaanoenda kumwedzi. Ipapo anofanira kumira mazuva makumi matanhatu namatanhatu kuti acheneswe kubva pakubuda ropa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi kana akapona mŋana womusikana, ucaʋa usina‐kunaka viki mbiri, sapamazuʋa okuʋa kwake kumŋedzi; ŋgaagare aciɀinatsa paropa rake mazuʋa anamakumi matanhatu namatanhatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Asi kana akapona mwana womusikana, uchava usina kunaka vhiki mbiri, sapamazuva okuva kwake kumwedzi; ngaagare achizvinatsa paropa rake mazuva ana makumi matanhatu namatanhatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kana mudzimai apona mwana womusikana achava munhu akan'ora kwamazuva gumi namana, sezvinoita mukadzi kana ari panguva yake yokutevera. Zvinotora makumi matanhatu emazuva ane mazuva matanhatu kuti mukadzi iyeyo achenurwe pauzvere hwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kana mudzimai apona mwana womusikana achava munhu akan'ora kwamazuva gumi namana, sezvinoita mukadzi kana ari panguva yake yokutevera. Zvinotora makumi matanhatu emazuva ane mazuva matanhatu kuti mukadzi iyeyo achenurwe pauzvere hwake. Viz kapitola |