Mupiro 12:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Pazuva rorusere mukomana uyo anofanira kudzingiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nomusi worusere mŋanakomana unofanira kudziŋgiswa cikanda cake capamberi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Nomusi worusere mwanakomana anofanira kudzingiswa chikanda chake chapamberi.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Pazuva rorusere, mwana iyeyo ngaadzingiswe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Pazuva rorusere, mwana iyeyo ngaadzingiswe. Viz kapitola |