Mupiro 11:41 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 “ ‘Chisikwa chose chinokambaira panyika chinonyangadza, hachifaniri kudyiwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀose ɀinokambaira, ɀinokambaira panyika, ɀinofanira kuʋa ɀinonyaŋgadza, haɀifaniri kudyiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 “Zvose zvinokambaira, zvinokambaira panyika, zvinofanira kuva zvinonyangadza, hazvifaniri kudyiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 tupuka twose tunomomana panyika twakaipa kwazvo, ngaturege kudyiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona41 tupuka twose tunomomana panyika twakaipa kwazvo, ngaturege kudyiwa. Viz kapitola |